Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Vana vatove nematama . 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾
Mhuri yafara iyi
Baba simba vanekaku nzwisisa kavainako
Congratulations
Shero komborerwa namwari ramba wakadero❤
Mwana wekumusha kwangu iyeye, good job Sharo
❤❤❤❤🎉🎉
Waooooooo basa riri kufamba sure thanx shero
Mai Simba vachafara vabata chitupa mumaoko
Ndotenda kune wese abatsira ma Door Skanska shuwa kusatenda huroi
Mai Simba maoko arikutadza kuombera here nhayi ah
Vanhu ava vachakusuwai sis shero ko maisimba kungokwindimara hanziiko nhai aaah😂😂😂
Itirwai nyasha vese vakatambanudza maoko dayi Mwari vekudenga vativhurira mabasa nesu tagona kutambanudza makowo❤
Thank you Sherooo to the people,,kkkkkkkk Mai Simba futi ka hunhu hwawo yooo
Haaa madhu uri muRoma chaiye
Amanaka tikaita $$ Shero anotenga ka T35 kanotakura zvinhu
❤❤❤❤❤❤ zvinoda kùtendwa izvi.Mwari komborerai ruoko runopa🙏
Mai Simba gets distracted ne camera.....she goes into the camera....like kupinda inside
Maisimba vanoita seiko vakangofunga kurova serious ndivo😅 shero wakasimba
Maisimba vanoda bhodhi mazamu avo ashepe
zvinoda kutaura nehunyoro❤❤
Thank you maShemàrians nerudo rwenyu nemi sis Sharo
🎉🎉 🎉 🎉🎉🎉🎉🎉
🎉❤
Tatovepano guys for the people ❤
Mwari vakanaka veduweee
Akomana ma door akanakisa aya nekusimba mwari vakanaka ndati first time zvedi.
Ko mai Simba mazuvano vaka kwindimareiko kudaro
She was traumatised for long time. At first she was not talking like what she is doing now. That's why you see Shema ask her to pray because she struggle to speak.
@AluardChidodo mazuvano zvakakwidza chaiko vanosiratidza kufara nekuimba vachitamba vakafara
Ndiyani waronga izvi ndiMwari wakanaka